Комментарии:
Talking nonsense
ОтветитьIsa runyoka zvimame
ОтветитьRubbish Mambo
ОтветитьUngasiye mumwe murume nemukadzi wako iwe uchienda ku night
ОтветитьBabavane chikweshe a chegreen vapererwa zvachese 😂😂😂
ОтветитьVanhu vachaurayana
ОтветитьBoooorrrrring
ОтветитьNyaya dzevakadzi idzika Dai muchingoisa key zvimame
ОтветитьUngainda kunight shift uchisiya mudzimai wako naasahwira zvakamboitikepi.
ОтветитьI've mukadzi anombosiiwa achitandara nasahwira nxaaaah rakazungaira zimudhara Iri angarege kuiswa pakadaro
ОтветитьRasta mambo unourayisa vanhu ne aids iwe iwe iwe , maziso edu kukura kuona hobho
ОтветитьUseless mambo
ОтветитьIro borangoma rinounza sadza padare ngaririkwanire
ОтветитьVanhu Vamwari Pamusoroi Ndirimukomana ane makore 16 Ndino Ector maComedy ndiri mukadzi, Ndokumbirawo mundi supporteiwoo Channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo anhuwee musandisiyawoba please Ndokumbirawo
Ndatouyawo Kuno Kuti mundibatsirewo anhuwee musandisiyawo
No guys ini ndowirirana na mambo,dare kana court chinhu chakapusa mufunge.ukashaya humbowo chokwadi unodyiwa wakakqnganisirwa.nyaya iripo asi hapana humbowo chokwadi asi muface uyo akapara mhaka tine hurombo asi akanyengerwa mukadzi chokwadi.very sorry hako Machona.
ОтветитьNormalise kujaira kuti kunze uku varikuhura. Whether mukadzi wako or murume wako varikutohura guys.
ОтветитьMambo uyu anowanza ma examples
ОтветитьGood advice 😅
Ответить𝐌𝐚𝐦𝐛𝐨 𝐮𝐲𝐮 𝐢𝐝𝐮𝐳𝐯𝐢 𝐜𝐡𝐚𝐢𝐫𝐨...𝐡𝐚𝐯𝐚𝐧𝐚 𝐫𝐮𝐳𝐢𝐯𝐨 𝐧𝐞𝐧𝐲𝐚𝐲𝐚 𝐝𝐳𝐞𝐦𝐚𝐭𝐚𝐫𝐞...𝐜𝐡𝐢𝐞𝐟𝐬 𝐢𝐬 𝐚 𝐬𝐚𝐬𝐤𝐚𝐦
ОтветитьUyu mambo ndewekumama uyu kana muchida kushaya maviews rambai muchiposter zimufesi iri
ОтветитьDrama
ОтветитьOf all the chiefs this is the worst. Very worst.. usles
ОтветитьZanu pf chief ...nyika rudzii... ndo zimbabwe yacho here. Shame shame ...hakuna mambo akadero.
ОтветитьWhat us this man saying..am confused.. offside ... Shame. Its a pity. Imagine kutongwa neduzvi
ОтветитьMambo haasi rubbish. No evidence no case! Inga ataura wani kuti mhondi chaiyo can evade justice kana pasina Humbowo. Kana pane anehumbowo ngaaendeka nawo court iwane kutonga munhu. Hudofo huroyi. Pasi neZanu PF. 😂
ОтветитьMatsotsi anoda runyoka chete
ОтветитьHauzive kutonga iwe
ОтветитьToo much kureketa mambo sungai murume uyu anemhosva zviripachena
ОтветитьUnodemba chawakabatsirira shamwari kana yakadai
ОтветитьVakadzi vanoda RUKAWO chete ndirwo runogona mapenzi
ОтветитьAiwa baba imi makapusa makatadza kubata mukdzi wenyu nechikomba
ОтветитьMambo vakutonga vachifunga sadza ravaunzirwa padare that's why he s not fair
ОтветитьZvimwe zvi mambo soo so uri kuda humboowo hwekuona vakarara vese here imi mukuru vamugone kutonga
ОтветитьIwe haugone kutonga imbwa iyi
ОтветитьMambo ava avagoni kutonga nyaya,
ОтветитьIsiyelele senduna lesi mxxxxm
Ответитьuku kudyidzana kwakapusa uku. aa chii ichocho. kana ihwo husahwira. ava ndovarume vakapusa manje vese vari 2
Ответитьmunhu akadyirwa mambo vomurega
ОтветитьThis madala is the best to handle traditional cases in mhondoro than chief Ngezi wacho
ОтветитьLove this Mupamombe I’ve learnt something today,,big up my guy
ОтветитьThis guy loves the sound of his own voice . At this point ndobva ndasimuka ndabaya zvangu 😂😂😂😂😂
ОтветитьHapana mambo apa , vanotonga rubbish
ОтветитьThese guys were in a throuple. I think zvakurwadza muridzi wemukadzi kuti shamwari ndiyo yakudiwa nemukadzi 😂😂😂😂. Chete it’s a traditional court, but yah that’s my opinion. The 3 of them were up to no good
ОтветитьHandidye sadza ndiripadare kkkkk
ОтветитьHapana chavatadza kutonga muridzi wemukadzi uyo ndiye akadhakwa ungasiya shamwari nemukadzi wako mumba iwe uchiyenda kunight shift kana ndimiwo guys 😮
ОтветитьHumboo chaihwo hapana asi nyaya iripachena zvayo
ОтветитьUyu murume anovavarirei kugara nemukadzi ane chikomba chaanoziva
ОтветитьMambo ava is the most idiot
ОтветитьMambo mupewo vamwe chance yekutaura
Ответить