Комментарии:
Uuummm Mwari pindirayi 🤷♀️🤷♀️🙆♂️🙆♂️
ОтветитьInga Charles Charamba wekumudzi ikoko akati zig riri kushanda ikoko zvakanaka chaizvo
ОтветитьVanhu vemuzimu vamwe vacho vanopenga kupa Munangagwa mari poor people vachinonga svosve nemuromo kurwara. Vana vake ndivo varidzi venyika makatarisa .Munangagwa haana kumbo win panguva yavaMugabe kana
kumboita mp .Nhasi vanhu voti president wezimbabwe kuroiwa kana kutofa muchifamba
SIMAYI MITI YEMICHERO
PAMA KOMO EMADHODHO
IKOKO KU GREAT ZIMBABWE
FUSHAYI NHUNZI
SE ISHWA IKOKO KU DZIMBAHWE MUSATI
MADZVOKORA DENGA.
Kuchipatara no mushonga haa zvaka oma
ОтветитьLiar
ОтветитьMunangagwa is bad news to Zimbabwe. I think he's lost his reasoning
ОтветитьThus rubbish country and rubbish leaders
ОтветитьKupedzisa chii this country is not his homestead ngaende kuPrikede farm kunoita that development
ОтветитьYuwii imika U$2million for birthday chii chakadaro ichocho vanhu veZanu havasi vakuzviwanza kangoma kakaririsa kapadhuze kuparuka
ОтветитьUuum ingazvakaoma
ОтветитьNdimi munovanyepera kuti ndivana Mwari
ОтветитьTongombeya anoshandira mari yenyika zvisizvo, kana VaMugabe havana kumboita mashura akadai, chinondinetsa haana kusarudzwa saka anodii kubva imbwa iyi
Ответитьsoon all will come to pass
Ответить