Комментарии:
First comment today 🎉🎉🎉
ОтветитьTokumbirawo kunzwa side remukadzi wacho first tozoisa comment
ОтветитьZera iri ratosungwa kare unenge usingabvirewo kuvakadzi iwe dzikama chihure hachibhadhare,sekuru tinoda mukadzi auye paground ataure side rake.
ОтветитьKkkkkk havadi negirazi ravo 😂....ko mosungana nhengo neikowo
ОтветитьSendamuziva mkomana uyu
ОтветитьMkadzi iyeye usadzokerane naye regai aite zvaanoita ikoko iwewe woroora mumwe mkadzi batsirwa nasekuru kuti uone mkadzi kwaye iwewe wosiyawo chihure chekuda kunongedzera pese pese.
ОтветитьKkkk pakaipa usabude mumba , ponesai vanhu kule
ОтветитьVanhu vanenge varapwa ngavadzoke nematestimony
Ответитьiye aibudirei kunze akanzwa bhata murume uyu anooneka kuti haabvire nxaaa
ОтветитьThanks mykoma na sekuru
ОтветитьDzikama bamunini hona
ОтветитьBt uyo mukomana ngasiyane nemukadzi uyo mwana ngarambe ainamai vake nkti akadzokerana naye achazomuuraya nkti anemweya we ngozi mukadzi uyo
ОтветитьKana darlie wapora uvuye kutest ndriko 😂😂😂😂
ОтветитьWanted to watch, but because it says sekuru nhingi I won't. Sekuru nhingi, muporofita nhingi 👎. Advertisements 👎.
ОтветитьBabamunini mundane vakawanda.Siya chip chipfambi
ОтветитьMkoma avo ngavapiwevo mushonga werunyoka kuitira panodzoka mukadzi obva amusota faster _faster nkt chakatanga ndechakachenjedza
ОтветитьIwe siyana ne mukadzi uyo ,tsvaga mumwe nextm havakubatsire futi .munyika makazara vakadzi vakawanda
ОтветитьI will visit you sekuru very soon
ОтветитьAsiwo iwe wataura wega kuti waiita chihure. Saka hu wrong hwako hwakakuparira. Think about it. Ukatadzira mumwe wako especially kuZimbabwe you never know kuti achakutsiva say. It’s tit for tat. The problem is you can’t measure the tat cos it’s always gonna be something bigger than the tit you did to them 😂😂😂😂
ОтветитьNdiri mkadz zvang but nyaya iyi yandibhowa kana murume ahura womusunga apa iwe unenge uchikwiriwa nevamwe varume ,aiwa tswaka umwe mkadz
ОтветитьAnoda kusunungurwa plus kurutsiswa
ОтветитьMuchimbohurireuko aaaa ndofunga airura chaiko kusvika pakusungwa
ОтветитьMudzimai haachaita apanduka. Akadzoka anenge asina pfugwa dzakana. Why worry kana mwana ari kuna Amai vako.
ОтветитьUkaona mukadzi wokusunga unenge warura
ОтветитьSekuru munofanira kuvhara November ndiwo mutemo wetradition yeZimbabwe kwete wekuMalawi. Mbudzi mwedzi unoyera pachivanhu chedu
ОтветитьKo hazviite kurapa munhu musingamuburitsi pamhepo nhai ummmm ini hazvindiitire 😂😂😂😂aaaaah
Ответить