Simba Chikore Was Cheating Bona With This Lady

Simba Chikore Was Cheating Bona With This Lady

Hot263

1 год назад

91,195 Просмотров

Ссылки и html тэги не поддерживаются


Комментарии:

Abel Chamboko
Abel Chamboko - 09.05.2023 01:20

Bona arikutofunga Sem Mutukudzi aimuda kwete uyu wekutsvakirwa nevabereki ,ukaita chakaipa wazviitira

Ответить
Thomas Momanyi
Thomas Momanyi - 23.03.2023 21:51

Chikore is a conman of highest order in all ways.

Ответить
Margaret Masenda
Margaret Masenda - 23.03.2023 21:34

Y
.

Ответить
Saselamani Mpapa
Saselamani Mpapa - 21.03.2023 16:15

Whats so special about Bona? Where on this earth hv u ever seen a man who doesn't cheat?

Ответить
Edward Saidi Tembo
Edward Saidi Tembo - 20.03.2023 08:38

🤦saka in life hapana paunoti ,ndinochengera mwana sikana kusvika aroorwa Ari mhandara ...🤣🤣🤣 Pa statehouse Ipapo ,kupi ikoko kwaanenge ane security,hapashaike anodya ..Akabvunzwa anotaura kwaasina kuswera ..Saka pane zvose kuda kwaMwari Ndiko kunoitika panhoroondo yemunhu wese sekunyorwa kwazvakaitwa paumwe neumwe kusvika pakufa ...

Ответить
Beauty Fantham
Beauty Fantham - 19.03.2023 18:48

Ko Simba wacho aivewo Virgin here

Ответить
Loveness Malcolm
Loveness Malcolm - 19.03.2023 12:36

Face yake kunge mudiwahud kufanana

Ответить
Mr  Woods
Mr Woods - 18.03.2023 21:39

Tarisa mwana uyo hapadiwi kana DNA apo,gomba rine mwana

Ответить
Mr  Woods
Mr Woods - 18.03.2023 21:37

Bona mkadzi waMagaya

Ответить
Kaycee Munhumumwe
Kaycee Munhumumwe - 15.03.2023 22:18

Haaaa mahure mhani fuckoff

Ответить
Tapiwa Chims
Tapiwa Chims - 14.03.2023 21:27

Lies

Ответить
Paul Mavuna
Paul Mavuna - 14.03.2023 18:58

$35 000 😊

Ответить
Freda Hama
Freda Hama - 13.03.2023 23:28

I never liked this guy for some reason

Ответить
farisai mabika
farisai mabika - 13.03.2023 22:18

Bona ngaataure kwaakawana Simba full stop

Ответить
Lady Rue Mapuranga
Lady Rue Mapuranga - 13.03.2023 18:42

Kutsvakawo bota haisi nyaya,anga achinyimwa

Ответить
Meluleki Ndluvu
Meluleki Ndluvu - 13.03.2023 17:51

Hezvo ndiAmbuya

Ответить
Faith Musiyiwa
Faith Musiyiwa - 13.03.2023 16:23

Zvashamisa kurambana kwe first family ko ana Abhero nana Abhigero vari kungorambana wani everyday

Ответить
Faith Musiyiwa
Faith Musiyiwa - 13.03.2023 16:20

Zvine basa reiko zvekuti she was a virgin or not iye Simba wacho anga ari virgin here??? Aka cheater aka cheater whether Bona was a virgin or not
Bona is a woman full of character plus hakuna munhu asingatadzi besides her mother's character Bona hake personally ane hunhu ska let her do what makes her happy

Ответить
Takudzwa Mlambi
Takudzwa Mlambi - 13.03.2023 11:56

Uyu ndi Grace kwete zvauri kutaura imi tinyareyi tiri vanhu vakuru

Ответить
Takudzwa Mlambi
Takudzwa Mlambi - 13.03.2023 11:55

Munodziwanepi nyaya idzi Zaoga haineyi nazvo church yapinda papi apa zvinowanika in all most chechi dzakawanda zvashamisa kuti ndi Bona kwanayi

Ответить
Vimbayi_Heather Mukarati
Vimbayi_Heather Mukarati - 13.03.2023 02:49

Nonsense! Not a virgin chii chacho
Rubbish
There’s no excuse for cheating

Ответить
Sarafina Shamairayi
Sarafina Shamairayi - 12.03.2023 00:34

Mmmm mhepo dzasimuka mwanasikana ngaende kudzinza rake

Ответить
Breaking News Zim
Breaking News Zim - 11.03.2023 12:52

Saka mukuti akadya bota ndi Same here kana kuti same akatowanawo radyiwa kare.
All the same siyai mwana bota kana rakadyiwa hazvina basa izvo

Ответить
dee steps
dee steps - 11.03.2023 02:05

effects of arranged marriages.

Ответить
Rose 🌹
Rose 🌹 - 11.03.2023 00:07

I bet Sally felt the same when your parents were busy cheating on her while she was dying of cancer, mhhh the sins of the fathers.

Ответить
Lilyosar Nyakudya
Lilyosar Nyakudya - 10.03.2023 20:14

Musade ku justify chihure simba ihure period

Ответить
Sheila Mhungu
Sheila Mhungu - 10.03.2023 16:53

A cheater will never stop cheating.Let him go dear. You deserve better.

Ответить
Polite Chitumba
Polite Chitumba - 10.03.2023 14:43

😂😂😂vakarambana Sakaaaaaa

Ответить
Dorica Chigoche
Dorica Chigoche - 10.03.2023 12:13

Tamiririra kunzwa kt Simba ane kadora.

Ответить
Ken Takudzwa Bvuma
Ken Takudzwa Bvuma - 09.03.2023 23:44

Makuita misara yese iyi coz Gushaz havasisipo. If he was still there Simba aiudza rukesheni gwese kuti hazviitwi

Ответить
Gloria Daka
Gloria Daka - 09.03.2023 22:51

kuti iye anga asati arara nemumwe mukadzi here ndonyaya dzisina basa baby girl siyaafambe fambe wagonesa

Ответить
Theyjustwantyourmoney
Theyjustwantyourmoney - 09.03.2023 15:39

MaC10 wasting tax payers money vachiteverana nevana, was that part of state security duties ?

Ответить
Anna Nyamugudza
Anna Nyamugudza - 09.03.2023 10:56

Bona akachenama uye Plus vanhu ava vanga vasingadade naturally Bona Aida Sam Saka havaimbochembedzana Simba akaita kupihwa mukadzi namugabe

Ответить
nandimzanzi
nandimzanzi - 09.03.2023 03:56

This is rubbish modzosera nyika kumashure and slut shaming women

Ответить
Muchaneta Jarinos
Muchaneta Jarinos - 08.03.2023 23:55

Kna ambuya vanogona vachidanana nemukwasha

Ответить
Tova
Tova - 08.03.2023 21:37

Aaaa let Bona feel how Sally felt. If you know you know.

Ответить
Sheik2503
Sheik2503 - 08.03.2023 18:06

Chakafukidza dzimba matenga..🤔🤔

Ответить
Danmore Kephas
Danmore Kephas - 08.03.2023 14:17

but arikuita kunge Ambuya vake wani

Ответить
F Zulu
F Zulu - 08.03.2023 14:13

Seriously what does that have to do with church business hahahaha

Ответить
Dadirai Mukandi
Dadirai Mukandi - 08.03.2023 13:57

Zvezvakawanda hazvichina Basa vagona vasiyana vari vapenyu

Ответить
Tsitsi Dzumbunu
Tsitsi Dzumbunu - 08.03.2023 13:38

Simba akacheater akacheater chete hazvinei mnhu haasi mhandara or church izvi ngatisaisei church mukati asi to deal with the situation on e ground

Ответить
Juliet Matare
Juliet Matare - 08.03.2023 12:46

Kkkkkkk kklkkkkkkkkkk

Ответить
Eviah Gwasira
Eviah Gwasira - 08.03.2023 12:37

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Ответить
juliet saumba
juliet saumba - 08.03.2023 12:33

Zvinei nechurch izvi

Ответить
Faray Mufuni
Faray Mufuni - 08.03.2023 11:48

Pray for shit, 🌰 for a cheater,Zaoga think again.

Ответить